Proverbs 17:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Muranda, unoita noʋucenjeri, uŋgaraira mŋanakomana unonyadzisa, Acidya nhaka pamŋe cete naʋana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muranda akachenjera achatonga mwanakomana anonyadzisa, uye achagoverwa nhaka somumwe wehama.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muranda mungwaru anotonga mwana mukomana anoita zvinonyadzisa uye anotogoverana nhaka semukomanomun'una nevana vomo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Muranda, anoita nouchenjeri, angaraira mwanakomana anonyadzisa, Achidya nhaka pamwechete navana.
Shona 2009?
Muranda, anoita nouchenjeri, angaraira mwanakomana anonyadzisa, Achidya nhaka pamwechete navana.
Shona SUB 2002 Bible
Muranda, anoita nouchenjeri, angaraira mwanakomana anonyadzisa, Achidya nhaka pamwechete navana.