Proverbs 17:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋoyo wakafara unoɓatsira munhu kupora; Asi mŋeya wakaputsika unowomesa mafupa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwoyo wakafara mushonga wakanaka, asi mweya wakaputsika unoomesa mapfupa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuva nomwoyo wakafaranuka mushonga wakanaka kusuruvara mwoyo kunoonza munhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwoyo wakafara unobatsira munhu kupora; Asi mweya wakaputsika unowomesa mapfupa.
Shona 2009?
moyo wakafara unobatsira munhu kupora; Asi mweya wakaputsika unowomesa mapfupa.
Shona SUB 2002 Bible
Mwoyo wakafara unobatsira munhu kupora; Asi mweya wakaputsika unoomesa mapfupa.