Proverbs 17:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuye, kuraŋga wakarurama hakuzakanaka, Nokuroʋa ʋakuru nokuɗa kwokururama kwaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hazvina kunaka kuranga munhu asina mhosva, kana kurova machinda nokuda kwokururama kwavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuripisa munhu asina mhaka hazvina kunaka. Kurova vakuru vakuru neshamhu hakuna kunaka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uye, kuranga akarurama hakuzakanaka, Nokurova vakuru nokuda kwokururama kwavo.
Shona 2009?
Uye, kuranga akarurama hakuzakanaka, Nokurova vakuru nokuda kokururama kwavo.
Shona SUB 2002 Bible
Uye, kuranga akarurama hakuzakanaka, Nokurova vakuru nokuda kwokururama kwavo.