Proverbs 17:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kutaura kwamanyawi hakufaniri ɓenzi; Ɀikuru kutaura kunenhema hakufaniri mucinda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kutaura kuna manyawi hakuna kufanira benzi, zvikuru sei kutaura nhema kwomubati!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kutaura zvakanaka hakupindirani nebenzi ko kutozoti jinda rinotaura nhema.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kutaura kwamanyawi hakufaniri benzi; Zvikuru kutaura kune nhema hakufaniri muchinda.
Shona 2009?
Kutaura kwamanyawi hakufaniri benzi; Zvikuru kutaura kune nhema hakufaniri muchinda.
Shona SUB 2002 Bible
Kutaura kwamanyawi hakufaniri benzi; Zvikuru kutaura kune nhema hakufaniri muchinda.