Proverbs 17:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Fufuro yakaita sebge rinokosha kana icitarirwa nomŋene wayo; Pose painoriŋgira inofadza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Fufuro inofadza uyo anoipa; kwose kwose kwaanoenda, anobudirira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pfumbamuromo kumuridzi wayo yakaita sedombo romushonga kwose kwaanoenda anobudirira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Fufuro yakaita sebwe rinokosha kana ichitarirwa nomwene wayo; Pose painoringira inofadza.
Shona 2009?
Fufuro yakaita sebwe rinokosha kana ichitarirwa nomwene wayo; Pose painoringira inofadza.
Shona SUB 2002 Bible
Fufuro yakaita sebwe rinokosha kana ichitarirwa nomwene wayo; Pose painoringira inofadza.