Proverbs 18:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋoyo womunhu unoɀikudza kuparadzwa kusati kwaȿika; Kuɀininipisa kunotaŋgira kukudzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kuparadzwa kusati kwasvika, mwoyo womunhu unozvikudza, asi kuzvininipisa kunotangira kukudzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu asati aparadzwa anombozvikudza kuti munhu ukudzwe tanga wazvidukupisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwoyo womunhu anozvikudza kuparadzwa kusati kwasvika; Kuzvininipisa kunotangira kukudzwa.
Shona 2009?
moyo womunhu anozvikudza kuparadzwa kusati kwasvika; Kuzvininipisa kunotangira kukudzwa.
Shona SUB 2002 Bible
Mwoyo womunhu anozvikudza kuparadzwa kusati kwasvika; Kuzvininipisa kunotangira kukudzwa.