Proverbs 18:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unopindura asati anzwa, Ɀicaʋa kwaari ʋupenzi nokunyadziswa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uyo anopindura asati anzwa, ndihwo upenzi hwake nokunyadziswa kwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kupa mhinduro usina kunzwa mubvunzo wacho, hurema uye zvinonyadzisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anopindura asati anzwa, Zvichava kwaari upenzi nokunyadziswa.
Shona 2009?
Anopindura asati anzwa, Zvichava kwaari upenzi nokunyadziswa.
Shona SUB 2002 Bible
Anopindura asati anzwa, Zvichava kwaari upenzi nokunyadziswa.