Proverbs 18:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unotaŋga kutambirwa mhaka yake uneŋge wakarurama; Asi wokwake unoȿika womuferefeta.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anotanga kusvitsa nyaya yake anoita seakanaka, kusvikira mumwe auya mberi kuzomubvunza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anotanga kupira nyaya yake ndiye anoonekwa seari pachokwadi. Kusvikira mumwe wake auya kuzomuongorora.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anotanga kutambirwa mhaka yake anenge akarurama; Asi wokwake anosvika womuferefeta.
Shona 2009?
Anotanga kutambirwa mhaka yake anenge akarurama, Asi wokwake anosvika womuferefeta.
Shona SUB 2002 Bible
Anotanga kutambirwa mhaka yake anenge akarurama; Asi wokwake anosvika womuferefeta.