Proverbs 18:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hama yatadzirwa inopfuʋura guta rakasimba; Kukakaʋara kwakafanana neɀipfigiso ɀeimba yamambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hama yatadzirwa yakasimba kupfuura guta rakakomberedzwa namasvingo, uye kukakavara kwakafanana namazariro amasuo omuzinda wamambo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mukoma kana munun'una ashatiriswa anotyisa kupinda nhare yokuzvidzivirira nayo muhondo. Gakava rakadaro rakaita sezvihuri zvenhare yokuzvidzivirira nayo muhondo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hama yatadzirwa inopfuura guta rakasimba; Kukakavara kwakafanana nezvipfigiso zveimba yamambo.
Shona 2009?
Hama yatadzirwa inopfuura guta rakasimba; Kukakavara kwakafanana nezvipfigiso zveimba yamambo.
Shona SUB 2002 Bible
Hama yatadzirwa inopfuura guta rakasimba; Kukakavara kwakafanana nezvipfigiso zveimba yamambo.