Proverbs 18:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wawana mukadzi wawana cinhu cakanaka, Waʋigirwa nyasha yaJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uyo anowana mudzimai anowana chinhu chakanaka, uye anogamuchira nyasha kubva kuna Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu anowana mukadzi anowana chinhu chakanaka chinotova chiratidzo chorudo rwaTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Awana mukadzi awana chinhu chakanaka, Avigirwa nyasha yaJehovha.
Shona 2009?
Awana mukadzi awana chinhu chakanaka, Avigirwa nyasha naJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Awana mukadzi awana chinhu chakanaka, Avigirwa nyasha yaJehovha.