Proverbs 18:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana wakaipa aciȿika, kuɀidza kwaȿika ʋo; Pamŋe cete neɀinonyadzisa, kushoʋora kunoʋuya ʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Panosvika chakaipa, kuzvidzwa kunouyawo, uye kana nyadzi dzichisvika kusakudzwa kwasvikawo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana uipi hwouya, zvinobva zvateverana nokuzvidzwa kushorwa kunouya pamwechete nokufumurwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana akaipa achisvika, kuzvidza kwasvikawo; Pamwechete nezvinonyadzisa, kushora kunouyawo.
Shona 2009?
Kana akaipa achisvika, kuzvidza kwasvikawo; Pamwechete nezvinonyadzisa, kushora kunouyawo.
Shona SUB 2002 Bible
Kana akaipa achisvika, kuzvidza kwasvikawo; Pamwechete nezvinonyadzisa, kushora kunouyawo.