Proverbs 18:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kutsaura wakaipa haɀina‐kunaka; Kana kuramba wakarurama pakutoŋga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hazvina kunaka kutsaura akaipa kana kusaruramisira asina mhosva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hazvina kunaka kuitira wakaipa zvakanaka uchitadzisa ruenzaniso kuna wakarurama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kutsaura akaipa hazvina kunaka; Kana kuramba akarurama pakutonga.
Shona 2009?
Kutsaura akaipa hazvina kunaka; Kana kuramba akarurama pakutonga.
Shona SUB 2002 Bible
Kutsaura akaipa hazvina kunaka; Kana kuramba akarurama pakutonga.