Proverbs 19:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kugara pakati peɀakanaka haɀifaniri ɓenzi; Ndoɗa sei kuti muranda aʋe ishe wamacinda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hazvina kufanira kuti benzi rigarike, ko, zvakanyanya kuipa sei kuti muranda atonge machinda!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hazvikodzeri kuti benzi rigare pamutambaratede, zvakatonyanya kusakodzera kuti muranda atonge vakuru vakuru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kugara pakati pezvakanaka hazvifaniri benzi; Ndoda sei kuti muranda ave ishe wamachinda.
Shona 2009?
Kugara pakati pezvakanaka hazvifaniri benzi; Ndoda sei kuti muranda ave ishe wamachinda.
Shona SUB 2002 Bible
Kugara pakati pezvakanaka hazvifaniri benzi; Ndoda sei kuti muranda ave ishe wamachinda.