Proverbs 19:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kuŋgwara kwomunhu kunodzora kutsamŋa kwake; Kukudzwa kwake ndiko kukaŋganwira kuɗarika kwomumŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uchenjeri hwomunhu hunomupa mwoyo murefu; kukudzwa kwake ndiko kukanganwira kudarika kwomumwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu anonzwisisa haakurumidzi kushatirwa kuregerera kunoita kuti aremekedzwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kungwara kwomunhu kunodzora kutsamwa kwake; Kukudzwa kwake ndiko kukanganwira kudarika kwomumwe.
Shona 2009?
Kungwara komunhu kunodzora kutsamwa kwake; Kukudzwa kwake ndiko kukangamwira kudarika komumwe.
Shona SUB 2002 Bible
Kungwara kwomunhu kunodzora kutsamwa kwake; Kukudzwa kwake ndiko kukanganwira kudarika kwomumwe.