Proverbs 19:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kutsamŋa kwamambo kwakafanana nokuʋomba kweshumba; Asi nyasha dzake dzakaita seɗoʋa riri paʋuswa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kutsamwa kwamambo kwakafanana nokuomba kweshumba, asi nyasha dzake dzakaita sedova pauswa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hasha dzamambo dzakafanana nokudzvova kweshumba asi ushamwari naye hwakaita sedova pauswa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kutsamwa kwamambo kwakafanana nokuomba kweshumba; Asi nyasha dzake dzakaita sedova riri pauswa.
Shona 2009?
Kutsamwa kwamambo kwakafanana nokuomba kweshumba; Asi nyasha dzake dzakaita sedova riri pauswa.
Shona SUB 2002 Bible
Kutsamwa kwamambo kwakafanana nokuomba kweshumba; Asi nyasha dzake dzakaita sedova riri pauswa.