Proverbs 19:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuye, kushiŋgaira kusineziʋo hakuna‐kunaka; Unokurumidza namakumbo ake unorasha nzira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hazvibatsiri kushingaira usina zivo, kana kukurumidza uchizorasika nzira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hazvina kunaka kuti munhu ashaye ruzivo. Anokurumidza kumedza kutsenga achakuda, anorasika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uye, kushingaira kusine zivo hakuna kunaka; Anokurumidza namakumbo ake anorasha nzira.
Shona 2009?
Uye, kushingaira kusine zivo hakuna kunaka; Anokurumidza namakumbo ake anorasha nzira.
Shona SUB 2002 Bible
Uye, kushingaira kusine zivo hakuna kunaka; Anokurumidza namakumbo ake anorasha nzira.