Proverbs 19:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Terera kana ucirairirwa, unzwe kana ucidzidziswa, Kuti pashure ugoʋa wakacenjera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Teerera zano ugamuchire kurayirwa, uye pakupedzisira uchava wakachenjera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Teerera zano raunopiwa ugamuchire kudzidziswa kwaunoitwa kuti uwane ungwaru muneramangwana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Teerera kana uchirairirwa, unzwe kana uchidzidziswa, Kuti pashure ugova wakachenjera.
Shona 2009?
Teerera kana uchirairirwa, unzwe kana uchidzidziswa, Kuti pashure ugova wakachenjera.
Shona SUB 2002 Bible
Teerera kana uchirairirwa, unzwe kana uchidzidziswa, Kuti pashure ugova wakachenjera.