Proverbs 19:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mumŋoyo womunhu munendaŋgariro zhinji; Asi kurairira kwaJehova ndiko kucamira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mune urongwa huzhinji mumwoyo momunhu, asi kuda kwaJehovha ndiko kunobudiririra.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu anogona kuzvirongera, mumusoro make, zvinhu zvakawanda asi zvinodiwa naTenzi ndizvo zvinozoitika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mumwoyo womunhu mune ndangariro zhinji; Asi kurairira kwaJehovha ndiko kuchamira.
Shona 2009?
Mumoyo womunhu mune ndangariro zhinji; Asi kurairira kwaJehovha ndiko kuchamira.
Shona SUB 2002 Bible
Mumwoyo womunhu mune ndangariro zhinji; Asi kurairira kwaJehovha ndiko kuchamira.