Proverbs 19:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kutya Jehova kunoisa kuʋupenyu; Unako, ucaʋata ɀakanaka, Haaŋgaʋiŋgiwi neɀakaipa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kutya Jehovha kunotungamirira kuupenyu: Ipapo munhu achazorora zvakanaka, asingawirwi nedambudziko.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kutya Tenzi kunosvitsa kuupenyu uye anako anogadzana mwoyo, hapana chinomuwana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kutya Jehovha kunoisa kuupenyu; Unako, uchavata zvakanaka, Haangavingiwi nezvakaipa.
Shona 2009?
Kutya Jehovha kunoisa kuupenyu; Unako, uchavata zvakanaka, Haangavingiwi nezvakaipa.
Shona SUB 2002 Bible
Kutya Jehovha kunoisa kuupenyu; Unako, uchavata zvakanaka, Haangavingiwi nezvakaipa.