Proverbs 19:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unoitira ɓaɓa ʋake simba, nokudziŋga mai ʋake, Mŋanakomana unonyadzisa nokuita ɀinonyadza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uyo anobira baba vake uye achidzinga mai vake mwanakomana anonyadzisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwana anorova baba achitandanisa amai vake, mwana anonyadzisa uye anoshoresa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anoitira baba vake simba, nokudzinga mai vake, Mwanakomana unonyadzisa nokuita zvinonyadza.
Shona 2009?
Anoitira baba vake simba, nokudzinga mai vake, Mwanakomana unonyadzisa nokuita zvinonyadza.
Shona SUB 2002 Bible
Anoitira baba vake simba, nokudzinga mai vake, Mwanakomana unonyadzisa nokuita zvinonyadza.