Proverbs 19:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋazhinji ʋacatȿaka nyasha yomunhu unopavurira; Munhu mumŋe nomumŋe ishamŋari younopa ɀipo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vazhinji vanotsvaka nyasha kumubati, uye mumwe nomumwe ishamwari yomunhu anopa zvipo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vazhinji vanoda kufadza mukuru-mukuru munhu wose anoda kushamwaridzana nomunhu anopa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vazhinji vachatsvaka nyasha yomunhu anopavhurira; Munhu mumwe nomumwe ishamwari yoanopa zvipo.
Shona 2009?
Vazhinji vachatsvaka nyasha yomunhu anopavhurira; Munhu mumwe nomumwe ishamwari yoanopa zvipo.
Shona SUB 2002 Bible
Vazhinji vachatsvaka nyasha yomunhu anopavhurira; Munhu mumwe nomumwe ishamwari yoanopa zvipo.