Proverbs 2:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ukacemera kunzwisisa, Ukaɗanidzira nenzwi rako kuti uwane njere;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye kana ukadanidzira kuti uwanze njere uye ukadanidzira nenzwi guru kuti uwane kunzwisisa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokungewo uchichemera kuzivisisa uchidaidza kunzwisisa
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana ukachemera kunzwisisa, Ukadanidzira nezwi rako kuti uwane njere;
Shona 2009?
Kana ukachemera kunzwisisa, Ukadanidzira nenzwi rako kuti uwane njere;
Shona SUB 2002 Bible
Kana ukachemera kunzwisisa, Ukadanidzira nezwi rako kuti uwane njere;