Proverbs 20:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge nomŋanakomana unoɀiziʋisa neɀaanoita, Kana ɓasa rake rakanaka, kana rakarurama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange mwana anozivikanwa nezvaanoita, kuti tsika dzake dzakanaka uye kuti dzakarurama here.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunyange mwana, anoita kuti vanhu vamuzive nezviito zvake zvingave zvakanaka kana zviri pachokwadi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kunyange nomwanakomana anozvizivisa nezvaanoita, Kana basa rake rakanaka, kana rakarurama.
Shona 2009?
Kunyange nomwanakomana anozvizivisa nezvaanoita, Kana basa rake rakanaka, kana rakarurama.
Shona SUB 2002 Bible
Kunyangwe nomwanakomana anozvizivisa nezvaanoita, Kana basa rake rakanaka, kana rakarurama.