Proverbs 20:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munhu unoti ɀokudya ɀenhema ɀakanaka; Asi pashure muromo wake ucazara norubge.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvokudya zvakawanikwa nokunyengetera zvinonaka kumunhu, asi achapedzisira ava nomukanwa mazara jecha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chingwa chokuba chinonaka asi mushure chinopinduka kuita somunhu ane jecha mukanwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munhu anoti zvokudya zvenhema zvakanaka, Asi pashure muromo wake uchazara nejecha.
Shona 2009?
Munhu anoti zvokudya zvenhema zvakanaka, Asi pashure muromo wake uchazara nejecha.
Shona SUB 2002 Bible
Munhu anoti zvokudya zvenhema zvakanaka, Asi pashure muromo wake uchazara nejecha.