Proverbs 20:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mano anobva pakuraŋgana; Urwe pfumo wamborairirwa noʋucenjeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ita urongwa nokutsvaga mazano; kana uchironga hondo, tsvaka kutungamirirwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mazano marairanwa, kurwa hondo hunge matombogara pasi maronga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mano anobva pakurangana; Urwe pfumo wamborairirwa nohuchenjeri.
Shona 2009?
Mano anobva pakurangana; Urwe pfumo wamborairirwa nohuchenjeri.
Shona SUB 2002 Bible
Mano anobva pakurangana; Urwe pfumo wamborairirwa nohuchenjeri.