Proverbs 20:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unofamba anamakuhwa, unoɓuɗisa ɀakaʋanda; Saka usashamŋaridzana nomunhu unoshamisa miromo yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Guhwa rinoputsa chivimbo; saka furatira munhu anotaurisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu asingagare pasi namakuhwa anoburitsa zvakavandika saka usashamwaridzane nazimwaya anorotomoka kutaura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anofamba ana makuhwa, anobudisa zvakavanda; Saka usashamwaridzana nomunhu anoshamisa miromo yake.
Shona 2009?
Anofamba ana makuhwa, anobudisa zvakavanda; Saka usashamwaridzana nomunhu anoshamisa miromo yake.
Shona SUB 2002 Bible
Anofamba ana makuhwa, anobudisa zvakavanda; Saka usashamwaridzana nomunhu anoshamisa miromo yake.