Proverbs 20:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Usati: Ndicatsiʋa ɀakaipa; Mirira Jehova, iye ucakuponesa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Usati, “Ndichatsiva zvawanditadzira izvi!” Mirira Jehovha, uye iye achakubatsira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Usati ndinoda kudzorera chakaipa vimba naTenzi achakubatsira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Usati, “Ndachatsiva zvakaipa;” Mirira Jehovha, iye achakuponesa.
Shona 2009?
Usati, "Ndachatsiva zvakaipa;" Mirira Jehovha, iye achakuponesa.
Shona SUB 2002 Bible
Usati, “Ndichatsiva zvakaipa;” Mirira Jehovha, iye achakuponesa.