Proverbs 20:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kufamba kwomunhu kunobva kunaJehova; Ɀino munhu uŋganzwisisa seiko nzira yake?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kufamba kwomunhu kunotungamirirwa naJehovha. Zvino munhu anganzwisisa sei nzira yake?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi ndiye anotungamirira munhu pakufamba kwake ko munhu angazive sei kuchaenda upenyu hwake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kufamba kwomunhu kunobva kuna Jehovha; Zvino munhu anganzwisisa seiko nzira yake?
Shona 2009?
Kufamba komunhu kunobva kuna Jehovha; Zvino munhu anganzwisisa seiko nzira yake?
Shona SUB 2002 Bible
Kufamba kwomunhu kunobva kuna Jehovha; Zvino munhu anganzwisisa seiko nzira yake?