Proverbs 20:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Musuŋgo kumunhu kupika aciti: Citȿene! asino‐kumboraŋgarira, Ndokuzofuŋgisisa ambopika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Musungo kumunhu kuti akumikidze chimwe chinhu nokukurumidza uye ozorangarira mhiko dzake pava paya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvine njodzi kumunhu kukurumidza kupira chinhu kunaMwari mushure ndopowozofunga kuti zvino ndaitei.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Musungo kumunhu kupika achiti, “Chitsvene!” Asina kumborangarira, Ndokuzofungisisa ambopika.
Shona 2009?
Musungo kumunhu kupika achiti, "Chitsvene!" Asina kumborangarira, Ndokuzofungisisa ambopika.
Shona SUB 2002 Bible
Musungo kumunhu kupika achiti, “Chitsvene!” Asina kumborangarira, Ndokuzofungisisa ambopika.