Proverbs 20:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋeya womunhu mŋenje waJehova; Unonɀera ɀose ɀiri mukati‐kati.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwenje waJehovha unonzvera mweya womunhu; unonzvera zviri mukatikati make.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mweya womunhu ndiwo mwenje waTenzi unovheneka mukati momuviri wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mweya womunhu mwenje waJehovha; Anonzvera zvose zviri mukati-kati.
Shona 2009?
Mweya womunhu mwenje waJehovha; Anonzvera zvose zviri mukati-kati.
Shona SUB 2002 Bible
Mweya womunhu mwenje waJehovha; Anonzvera zvose zviri mukati–kati.