Proverbs 20:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Majaya anokudzwa nokuɗa kwesimba rawo; Ʋukomba bgaʋatana ndiyo misoro yakacena.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kukudzwa kwamajaya ndiro simba ravo, bvudzi jena kubwinya kwavakwegura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mbiri yamajaya iri musimba ravanaro kuremekedzwa kwavakwegura kuri mukuchena musoro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Majaya anokudzwa nokuda kwesimba rawo; Ukomba hwavatana ndiyo misoro yakachena.
Shona 2009?
Majaya anokudzwa nokuda kwesimba rawo; Ukomba hwavatana ndiyo misoro yakachena.
Shona SUB 2002 Bible
Majaya anokudzwa nokuda kwesimba rawo; Ukomba hwavatana ndiyo misoro yakachena.