Proverbs 20:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munhu unokudzwa kana acigara kure nokukakaʋara; Asi ɓenzi rimŋe nerimŋe rinokakaʋara.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munhu achakudzwa kana akagara kure nokukakavara, asi benzi rimwe nerimwe rinokurumidza kupopota.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunzvenga gakava chinhu chinoremekedzwa asi benzi riri rose, pane gakava, ndoparakadanwa rikadavira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munhu anokudzwa kana achigara kure nokukakavara; Asi benzi rimwe nerimwe rinokakavara.
Shona 2009?
Munhu anokudzwa kana achigara kure nokukakavara; Asi benzi rimwe nerimwe rinokakavara.
Shona SUB 2002 Bible
Munhu anokudzwa kana achigara kure nokukakavara; Asi benzi rimwe nerimwe rinokakavara.