Proverbs 20:30 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kurobga, kunokuʋadza, kunonatsa ɀakaipa; Kurobga kunopinda mukati‐kati.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kurohwa nokukuvadzwa zvinobvisa zvakaipa, uye kurohwa neshamhu kunovaka munhu womukati.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Maronda okurikitwa anosuka uipi shamhu dzinosuka mukatikati momunhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kurohwa kunokuvadza kunonatsa zvakaipa; Kurohwa kunopinda mukati-kati.
Shona 2009?
Kurohwa kunokuvadza kunonatsa zvakaipa; Kurohwa kunopinda mukati-kati.
Shona SUB 2002 Bible
Kurohwa kunokuvadza kunonatsa zvakaipa; Kurohwa kunopinda mukati–kati.