Proverbs 20:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Simbe hairimi kana kunecando; Saka kana acitȿaka ɀiɓereko pakuceka, haɀi’po.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Simbe hairimi mumwaka wokurima; saka panguva yokukohwa anotsvaka asi hapana chaanowana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tsimbe hairime pakurima, pakukohwa inondotsvaka asi hapana chainowana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Simbe hairimi kana kune chando; Saka kana achitsvaka zvibereko pakucheka, hazvipo.
Shona 2009?
Simbe hairimi kana kune chando; Saka kana achitsvaka zvibereko pakukohwa, hazvipo.
Shona SUB 2002 Bible
Simbe hairimi kana kune chando; Saka kana achitsvaka zvibereko pakucheka, hazvipo.