Proverbs 20:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiani uŋgati: Ndacenesa mŋoyo waŋgu, Ndanatswa ɀiʋi ɀaŋgu?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndiani angati, “Ndakachengeta mwoyo wangu wakachena; ndakachena uye handina zvivi”?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiani angati ndine mwoyo wakachena handina mhosva yechitadzo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndiani angati, “Ndachenesa mwoyo wangu, Ndanatswa zvivi zvangu?”
Shona 2009?
Ndiani angati, "Ndachenesa moyo wangu Ndanatswa zvivi zvangu?"
Shona SUB 2002 Bible
Ndiani angati, “Ndachenesa mwoyo wangu, Ndanatswa zvivi zvangu?”