Proverbs 21:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana muɗaɗi aciraŋgwa, usinamano ucaʋa noʋucenjeri; Kana wakacenjera acidzidziswa, unogamucira ziʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana museki akarangwa vasina mano vanowana uchenjeri; kana munhu akachenjera akarayirwa anowana zivo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana anoshora akarangwa voruzhinji vanongwara. Kana mungwaru akadzidziswa, anowana ruzivo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana mudadi achirangwa, asina mano achava nouchenjeri; Kana wakachenjera achidzidziswa, anogamuchira zivo.
Shona 2009?
Kana mudadi achirangwa, asina mano achava nouchenjeri; Kana wakachenjera achidzidziswa, anogamuchira
Shona SUB 2002 Bible
Kana mudadi achirangwa, asina mano achava nouchenjeri; Kana wakachenjera achidzidziswa, anogamuchira zivo.