Proverbs 21:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unodziʋira nzeʋe yake, kuti arege kunzwa kucema kwomurombo, Iye ʋo ucacema, asi haaŋganzwiki.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana munhu akadzivira nzeve dzake kumurombo, naiyewo achachema uye hapana achamunzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu anodzivira nzeve kumurombo anochema kwaari, iyewo achazochema pasina anomunzwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anodzivira nzeve yake, kuti arege kunzwa kuchema kwomurombo, Iyewo achachema, asi haanganzwiki.
Shona 2009?
Anodzivira nzeve yake, kuti arege kunzwa kuchema komurombo, Iyewo achachema, asi haanganzwiki.
Shona SUB 2002 Bible
Anodzivira nzeve yake, kuti arege kunzwa kuchema kwomurombo, Iyewo achachema, asi haanganzwiki.