Proverbs 21:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unofarira ɀinofadza, ucaʋa murombo; Unofarira waini namafuta haaŋgafumi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uyo anofarira mafaro achava murombo; ani naani anofarira waini namafuta haazombopfumi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu anoda zvokunakirwa anova murombo, munhu anoda waini namafuta haambopfuma.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anofarira zvinofadza, achava murombo; Anofarira waini namafuta haangapfumi.
Shona 2009?
Anofarira zvinofadza, achava murombo; Anofarira waini namafuta haangafumi.
Shona SUB 2002 Bible
Anofarira zvinofadza, achava murombo; Anofarira waini namafuta haangapfumi.