Proverbs 21:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakaipa idzikinuro yowakarurama; Unoita nokunyeŋgedzera unopinda panɀimbo yowakarurama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaipa achava dzikinuro yavakarurama, uye vasina kutendeka vachava dzikinuro yaakatendeka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muipi ndiye achava chokununurisa mururami vasingatendi muna Mwari vachava chokununurisa vari pachokwadi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akaipa idzikunuro yowakarurama; Anoita nokunyengedzera anopinda panzvimbo yowakarurama.
Shona 2009?
Akaipa idzikunuro yowakarurama; Anoita nokunyengedzera anopinda panzvimbo yowakarurama.
Shona SUB 2002 Bible
Akaipa idzikunuro yowakarurama; Anoita nokunyengedzera anopinda panzvimbo yowakarurama.