Proverbs 21:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Aninani unoceŋgeta muromo wake norurimi rwake, Unoceŋgeta mŋeya wake pamaɗambudziko.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uyo anorinda muromo wake norurimi rwake anozvidzivirira kubva panjodzi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu anobata muromo wake uye anochengetedza rurimi rwake anonzvenga nhamo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ani naani anochengeta muromo wake norurimi rwake, Anochengeta mweya wake pamadambudziko.
Shona 2009?
Ani naani anochengeta muromo wake norurimi rwake, Anochengeta mweya wake pamatambudziko.
Shona SUB 2002 Bible
Ani naani anochengeta muromo wake norurimi rwake, Anochengeta mweya wake pamatambudziko.