Proverbs 21:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ciɓayiro cowakaipa cinonyaŋgadza; Ndoɗa kana aciʋuya naɀo kuyananisira ɀakaipa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chibayiro chowakaipa chinonyangadza, zvikuru sei kana akachiuya nacho nomufungo wakaipa!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chibayiro chavaipi chinosemesa, ko kutozoti kana zvaanochiunzira zviri zvakaipa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Chibayiro chowakaipa chinonyangadza; Ndoda kana achiuya nazvo kuyananisira zvakaipa.
Shona 2009?
Chibayiro chowakaipa chinonyangadza; Ndoda kana achiuya nazvo kuyananisira zvakaipa.
Shona SUB 2002 Bible
Chibayiro chowakaipa chinonyangadza; Ndoda kana achiuya nazvo kuyananisira zvakaipa.