Proverbs 21:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nzira yomunhu unemhoȿa yakaminama kwaɀo; Asi kana ari wakacena, kuita kwake kwakarurama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nzira yeane mhosva yakaminama, asi kufamba kwaasina mhosva kwakarurama.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Maitiro omunhu ane mhosva akaminama, asi evasina mhosva akati tasa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nzira yomunhu ane mhosva yakaminama kwazvo; Asi kana ari akachena, kuita kwake kwakarurama.
Shona 2009?
Nzira yomunhu ane mhosva yakaminama kwazvo; Asi kana ari akachena, kuita kwake kwakarurama.
Shona SUB 2002 Bible
Nzira yomunhu ane mhosva yakaminama kwazvo; Asi kana ari akachena, kuita kwake kwakarurama.