Proverbs 22:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Zita rakanaka rinofanira kusanaŋgurwa kupfuʋura fuma zhinji; Ʋuye kuɗikanwa kupfuʋura sirveri nendarama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zita rakanaka rinodiwa kwazvo kupfuura pfuma zhinji; kuremekedzwa kuri nani pane sirivha kana goridhe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zviri nani kuva nezita rakanaka pane kuva noupfumi hwakawanda kuremekedzwa kuri nani pane sirivha kana ndarama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zita rakanaka rinofanira kutsanangurwa kupfuura pfuma zhinji; Uye kudikanwa kupfuura sirivha nendarama.
Shona 2009?
Zita rakanaka rinofanira kutsanangurwa kupfuura fuma zhinji; Uye kudikamwa kupfuura sirivha nendarama.
Shona SUB 2002 Bible
Zita rakanaka rinofanira kusarudzwa kupfuura pfuma zhinji; Uye kudikanwa kupfuura sirivha nendarama.