Proverbs 22:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Simbe inoti: Kuneshumba kunze, Ndiŋgaʋurawa pakati penzira dzomumusha.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Simbe inoti, “Panze pane shumba,” kana kuti, “Ndinourayiwa munzira!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nyope inoti, “Panze apa pane shumba! Ndingangouraiwa mumugwagwa, wehama!”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Simbe inoti, “Kune shumba kunze, Ndingaurawa pakati penzira dzomumusha.”
Shona 2009?
Simbe inoti, "Kune shumba kunze, Ndingaurawa pakati penzira dzomumusha."
Shona SUB 2002 Bible
Simbe inoti, “Kune shumba kunze, Ndingaurayiwa pakati penzira dzomumusha.”