Proverbs 22:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti cinhu cakanaka, kana ucigara naɀo mukati mako, Ŋgaɀigare pamŋe cete pamiromo yako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti chinhu chinofadza kana ukaachengeta mumwoyo mako, uye ugare wakagadzirira kuataura ose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvichakunakira ukazvichengeta mauri zviri pamuromo pako zvose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti chinhu chakanaka, kana uchigara nazvo mukati mako, Ngazvigare pamwechete pamiromo yako.
Shona 2009?
Nokuti chinhu chakanaka, kana uchigara nazvo mukati mako, Ngazvigare pamwechete pamiromo yako.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti chinhu chakanaka, kana uchigara nazvo mukati mako, Ngazvigare pamwechete pamiromo yako.