Proverbs 22:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana usina‐cauŋgaripa naco, Ucagokutorereiko nhoʋo dzako pasi pako?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kana usina chaungaripa nacho, uchatorerwa mubhedha wako chaiwo, paurere chaipo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana usina chokuripa nacho vangadaro vakatora mubhedha wako waunorara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana usina chaungaripa nacho, Achagokutorereiko nhoo dzako pasi pako?
Shona 2009?
Kana usina chaungaripa nacho, Uchagokutorereiko nhovo dzako pasi pako?
Shona SUB 2002 Bible
Kana usina chaungaripa nacho, Achagokutorereiko nhoo dzako pasi pako?