Proverbs 22:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Minzwa ne misuŋgo ɀiri panzira yousakarurama; Asi unoceŋgeta mŋeya wake ucagara kure naɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munzira yowakaipa mune minzwa nemisungo, asi uyo anochengeta mweya wake anogara kure nazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munzira yomunhu asina kutsarukana mune minzwa nemisungo munhu anozvichengeta anogara kure nazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Minzwa nemisungo zviri panzira yousakarurama; Asi anochengeta mweya wake achagara kure nazvo.
Shona 2009?
mhinzwa nemisungo zviri panzira yousakarurama; Asi anochengeta mweya wake achagara kure nazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Minzwa nemisungo zviri panzira yousakarurama; Asi anochengeta mweya wake achagara kure nazvo.