Proverbs 22:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Roʋedza mŋana nzira yaanofanira kufamba nayo, Ipapo kunyaŋge akwegura haaŋgatsauki pairi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dzidzisa mwana nzira yaanofanira kufamba nayo, uye kana achinge akura haazotsauki kubva pairi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dzidzisa mwana nzira yaanofanira kufamba nayo kunyange akura haasiane nayo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rovedza mwana nzira yaanofanira kufamba nayo, Ipapo kunyange akwegura haangatsauki pairi.
Shona 2009?
Rovedza mwana nzira yaanofanira kufamba nayo, Ipapo kunyange akwegura haangatsauki pairi.
Shona SUB 2002 Bible
Rovedza mwana nzira yaanofanira kufamba nayo, Ipapo kunyangwe akwegura haangatsauki pairi.