Proverbs 23:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ukagara pakudya pamŋe cete nomuɓati, Cerekedza ɀakanaka ɀiri pamberi pako;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana ukagara pakudya pamwe chete nomubati, nyatsocherechedza zviri pamberi pako,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana wagara pakudya nomutongi ziva kuti ndiani ari pamberi pako
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana ukagara pakudya pamwechete nomubati, Cherekedza zvakanaka zviri pamberi pako;
Shona 2009?
Kana ukagara pakudya pamwe chete nomubati, Cherekedza zvakanaka zviri pamberi pako;
Shona SUB 2002 Bible
Kana ukagara pakudya pamwechete nomubati, Cherechedza zvakanaka zviri pamberi pako;