Proverbs 23:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋanakomana waŋgu, kana mŋoyo wako wocenjera, Nomŋoyo waŋgu ucafara ʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwanakomana wangu, kana mwoyo wako wakachenjera, ipapo mwoyo wangu uchafara;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwanangu kana wakangwara mukati mako'mu mwoyo wanguwo unofara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwanakomana wangu, kana mwoyo wako wochenjera, Nomwoyo wangu uchafarawo.
Shona 2009?
Mwanakomana wangu, kana moyo wako wochenjera, Nomoyo wangu uchafarawo.
Shona SUB 2002 Bible
Mwanakomana wangu, kana mwoyo wako wochenjera, Nomwoyo wangu uchafarawo.